urban grooves

Seiko

Tagged:  •    •    •    •    •  
  • Seiko View all from Roki
    Roki at last
    Roki, Leonard Mapfumo
    Shona
    http://www.youtube.com/watch?v=Vjx2asNfllg
    Rockford Josphat
    2002

Chorus
Seiko makandisiya ndiri ndega
Ndine ndangariro dzerudo rwamaindipa

Verse 1 [Leonard]
And i know kuti amai maigona,
Tichasara amaiwee ndangova nherera
Ndafugama ndanamata, kwamuri ishe munoziva
Shuwa mune rudo, mune tsitsi mune nyasha
Asi nhasi, haiwa mandigura kunorira
kundikandisa mapfumo pasi, ndiani waiziva
Kuti zvinhu zvichadai, nhasi uno tongochema
Tichibvunza samatenga, sei mavatora,
matirova neshamhu nyoro, dzangove ndangariro
Mhuri yose yoyuwira,
Amai, danga muri pano, muri vatano amai
Taizofara tiri pamwe tiri tose amai
ndinoz

Syndicate content